Byzimbaadmin

Dec 17, 2025

Mapurisa e ZRP arikutsvaga murume aripamufananidzo anonzi Anymore Zvitsva kana kuti Modho anemakore 32. Ndiye murume arikufungidzirwa kuti ndiye akauraya vanhu 5 vemhuri imwe ku Guruve pasi kwaMambo Chipuriro musi wa 15 December 2025. Vanoziva kwaari kana kuti mukamuona zivisai mapurisa pa 0773931930